Tendekai Tati

Bete Size 10

 

Mapete makobvu
Mapete matete
Mapete mapenyu
Mapete avete

Mapete pakati peCarpet
Mapete mukati me Cup yeTea

Mapete muCupboard
Bete paTable
Mapete mupoto yemaVegetable

Mapete iTrouble
Mapete MaRebel
Kupinda muBachi rema Honorable

Kagumbo musadza  ,  Kabapiro mundiro
Tunhoko muDrawer rinogara ndiro

Pamadziro maSpider ndiwo maSuper hero
AnoTrapper mapete  asi Work Done  Equals Zero

Because mapete iHobho , iGozha, iPlenty
Ishura  saBhoki anotsenga maDandy

Subscribe to RSS - Tendekai Tati